Maude mhuka yerudzi rweTigon

Maude mhuka yerudzi rweTigon Gallery Image

Maude mhuka yerudzi rweTigon

Mhuka iyi yerudzi rweIngwe neShumba inodaidzwa kunzi Maude inova Tigon muchirungu. Izvi zvinoreva kuti musanganiswa wemhuka mbiri dzinoti baba ingwe naamai shumba, uye inotoredzera maitiro kubva kuvabereki vese.

Mukurarama kwayo, Maude yaive nemukurumbira panzvimbo inochengeterwa mhuka paManchester Belle Vue Zoo uko kwayaigara nemukoma wayo Kliou kuma1930 nema40s. Mhuka mbiri idzi dzematigon dzakaberekerwa muDresden Zoo kuGermany muna 1932 dzikazoendeswa kuManchester.

Mugore ra1950, Gerald Iles, uyo aitungamirira Belle Vue Zoo, akanyorera museum, ndokuti: “Muupenyu hwake pano, Maude aigara achiyemurwa zvikuru uye ndingati aidiwa nevashanyi vazhinji. Mhuka iyi yaive nemaitiro akanaka uye yairitidza kukura ichiyemurika.”

Pakafa Maude dehwe rayo rakapiwa sechipo kuManchester Museum naGerald Iles. Dehwe remhuka iyi rakagadzirirwa chimisikidzo chakanaka uye rakazoratidzwa kuruzhinji muna 2015. Panguva iyoyo, yaive mhuka yekutanga yerudzi urwu kunoratidzwa muUK museum kwemakore anogona kusvika zana.

Comments from Raymond Mashizha about the translation

Shona has a wide range of terms that refer to traditional practices and artefacts and to cultural norms and rites. Because of this, there is a translation problem between Shona and English due to the cultural gap between the speakers of the source and target language.

Report

Tell us more

Do you have something you’d like to say, in your own language or English, about the object or translation? We’d like to hear what you think.

Tell us more

Translate this

Translations are community-sourced and for anyone to participate in, however you use your language. For more information, see Community Guidelines.

Translate this object

Tell us more

Do you have something you’d like to say, in your own language or English, about the object or translation? We’d like to hear what you think.

Write a Reply or Comment

Your email address will not be published. Required fields are marked *

File name:

File size:

File name:

File size:

Translate this

Translations are community-sourced and for anyone to participate in, however you use your language. For more information, see Community Guidelines.

Please choose Other from the list if you can't find your language.

If you have handwritten, please upload a photograph of it here. This needs to be in Jpg format and less than 2.5MB

If you have an audio recording, please upload an MP3 of it here. This needs to be in MP3 format and less than 7MB

If you have an video paste the YouTube link below.

Such as parts that were interesting to translate, about yourself, or about someone else you worked with on it?